Jeremia 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo vanhu ava neJerusarema vachaudzwa kuti, “Mhepo inopisa inobva kunzvimbo dzakakwirira dzisina miti mugwenga inovhuvhuta yakananga vanhu vangu, asi isingasarudzi kana kunatsa;

Jeremia 4

Jeremia 4:6-15