Jeremia 39:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Enda undoudza EbhedhiMereki muEtiopia kuti, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri: Ndava pedyo kuzadzisa mashoko angu pamusoro peguta rino nenjodzi, kwete kubudirira. Panguva iyoyo zvichazadzisika pamberi pako.

Jeremia 39

Jeremia 39:9-17