Jeremia 39:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakatumira nhume kuti Jeremia abviswe paruvazhe rwavarindi. Vakamuendesa kuna Gedharia mwanakomana waAhikami, mwanakomana waShafani, kuti vamudzosere kumusha kwake. Saka akaramba agere pakati pavanhu vokwake.

Jeremia 39

Jeremia 39:5-17