Jeremia 39:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Nebhukadhinezari mukuru wavarindi akasiya munyika yeJudha vamwe varombo vakanga vasina chinhu; uye panguva iyoyo akavapa minda yemizambiringa nemimwe minda.

Jeremia 39

Jeremia 39:8-14