Jeremia 38:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Ebhedhi-Mereki muEtiopia aiva muchinda mumuzinda woushe, akazvinzwa kuti vakanga vaisa Jeremia mugomba. Panguva yakanga yakagara mambo paSuo raBhenjamini,

Jeremia 38

Jeremia 38:1-12