Jeremia 38:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda ose akauya kuna Jeremia ndokumubvunza, iye akavaudza zvinhu zvose zvaakanga arayirwa namambo kuti ataure. Naizvozvo vakarega kutaura naye zvakare, nokuti hapana akanga anzwa zvaakanga akurukura namambo.

Jeremia 38

Jeremia 38:25-28