Jeremia 38:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jeremia akati kuna Zedhekia, “Zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ‘Kana ukazvipira kuvaranda vamambo weBhabhironi, upenyu hwenyu hucharwirwa uye guta rino haringapiswi; imi nemhuri muchararama.

Jeremia 38

Jeremia 38:7-25