Jeremia 37:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha: Musazvinyengera muchifunga kuti, ‘Zvirokwazvo vaBhabhironi vachabva kwatiri.’ Kwete, havangabvi!

Jeremia 37

Jeremia 37:1-11