Jeremia 37:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hondo yaFaro yakanga yauya ichibva kuIjipiti, zvino vaBhabhironi vakanga vakakomba Jerusarema vakati vanzwa shoko pamusoro pavo, vakabva paJerusarema.

Jeremia 37

Jeremia 37:1-15