Jeremia 37:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi akati asvika paSuo raBhenjamini, mukuru wavarindi, ainzi Irija mwanakomana waSheremia, mwanakomana waHanania, akamusunga ndokuti, “Iwe wava kutiza uchienda kuvaBhabhironi!”

Jeremia 37

Jeremia 37:6-19