Jeremia 36:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwedzi wechipfumbamwe wegore rechishanu raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, nguva yokutsanya pamberi paJehovha yakadanidzirwa kuvanhu vose muJerusarema navose vakanga vabva kumaguta eJudha.

Jeremia 36

Jeremia 36:2-10