Jeremia 36:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jeremia akadana Bharuki mwanakomana waNeria, uye Jeremia, paaimuverengera mashoko ose akanga ataurwa naJehovha kwaari, Bharuki ainge achianyora murugwaro rwakapetwa.

Jeremia 36

Jeremia 36:1-12