Jeremia 36:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehudhi aiti kana apedza kuverenga zvikamu zvitatu kana zvina zvorugwaro rwakapetwa, mambo aibva azvicheka nebanga ozvikanda mumbaura, kusvikira gwaro rose rapiswa mumoto.

Jeremia 36

Jeremia 36:16-29