Jeremia 36:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tora rugwaro rwakapetwa unyoremo mashoko ose andakataura kwauri pamusoro peIsraeri, napamusoro peJudha nedzimwe ndudzi dzose kubvira panguva yandakatanga kutaura kwauri panguva yokutonga kwaJosia kusvikira iye zvino.

Jeremia 36

Jeremia 36:1-7