Jeremia 36:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo machinda akati kuna Bharuki, “Iwe naJeremia endai mundovanda. Ngakurege kuva nomunhu anoziva kwamunenge muri.”

Jeremia 36

Jeremia 36:10-28