Jeremia 36:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mikaya mwanakomana waGemaria, mwanakomana waShafani, akati anzwa mashoko ose aJehovha aibva murugwaro rwakapetwa,

Jeremia 36

Jeremia 36:8-21