Jeremia 35:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakavapinza mumba maJehovha, mukamuri ravanakomana vaHanani mwanakomana waIgidharia munhu waMwari. Yakanga iri pedyo nekamuri yamachinda, yakanga iri pamusoro peyaMaaseya mwanakomana waSharumi, mutariri womukova.

Jeremia 35

Jeremia 35:1-7