Jeremia 35:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvizvarwa zvaJonadhabhi mwanakomana waRekabhi vakachengeta murayiro wavakapiwa natateguru wavo, asi vanhu ava havana kunditeerera.’

Jeremia 35

Jeremia 35:12-19