Jeremia 35:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iri ndiro shoko rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha pamazuva okutonga kwaJehoyakimi, mwanakomana waJosia mambo weJudha, richiti,

Jeremia 35

Jeremia 35:1-4