Jeremia 34:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

hondo yamambo weBhabhironi payakanga ichirwa neJerusarema namamwe maguta eJudha akanga achakashingirira, Rakishi neAzeka. Aya ndiwo chete maguta akanga asara muJudha akakomberedzwa namasango.

Jeremia 34

Jeremia 34:1-17