Jeremia 34:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakadarika sungano yangu, uye vakasazadzisa zvakatemwa zvesungano yavakaita pamberi pangu, ndichavaita semhuru yavakagura kuita mapandi maviri vakafamba napakati pamapandi acho.

Jeremia 34

Jeremia 34:8-22