Jeremia 34:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino mashanduka ndokuzvidza zita rangu; mumwe nomumwe wenyu adzosa nhapwa dzavarume navakadzi vamakanga masunungura kuti vaende kwavaida. Makavamanikidza kuti vave nhapwa dzenyu zvakare.

Jeremia 34

Jeremia 34:7-22