Jeremia 33:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mukurwisana navaBhabhironi, ‘Zvichazadzwa nezvitunha zvavanhu vandichauraya pakutsamwa kwangu nehasha dzangu. Ndichavanzira guta rino chiso changu nokuda kwokuipa kwaro kwose.

Jeremia 33

Jeremia 33:1-7