Jeremia 33:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo ndicharamba vana vaJakobho naDhavhidhi muranda wangu uye handingasarudzi mumwe wavanakomana vake kuti abate ushe pamusoro pavana vaAbhurahama, naIsaka naJakobho. Nokuti ndichadzosa nhaka yavo uye ndichavanzwira tsitsi.’ ”

Jeremia 33

Jeremia 33:23-26