Jeremia 33:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo sungano yangu naDhavhidhi muranda wangu, nesungano yangu navaRevhi avo vanova vaprista vanoshumira pamberi pangu, ingagona kuputsika uye Dhavhidhi haangazovizve nomwanakomana angatonga ari pachigaro chake choushe.

Jeremia 33

Jeremia 33:17-25