Jeremia 33:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vaprista, vorudzi rwaRevhi, havangashayiwi munhu angamira pamberi pangu nguva dzose kuti apisire zvipiriso, nokupisa zvipiriso zvezviyo nokugara achipa zvibayiro.’ ”

Jeremia 33

Jeremia 33:17-24