Jeremia 33:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Munzvimbo ino, yakaparara uye isina vanhu kana mhuka, mumaguta ayo ose aripo muchava namafuro avafudzi okuvatisa makwai avo.

Jeremia 33

Jeremia 33:10-14