Jeremia 33:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Shoko raJehovha rakasvika kechipiri kuna Jeremia panguva yaakanga akapfigirwa muruvazhe rwavarindi richiti,

2. “Zvanzi naJehovha, iye akaita nyika, naiye akaiumba nokuisimbisa, Jehovha ndiro zita rake,

Jeremia 33