Jeremia 32:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hanameri mwanakomana wasekuru vako Sharumi achauya kwauri achiti, ‘Tenga munda wangu uri paAnatoti, nokuti sezvo uriwe hama yepedyo, ndiwe une kodzero yokuutenga.’

Jeremia 32

Jeremia 32:1-14