Jeremia 32:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakare, minda ichatengwa munyika ino yamunoti, ‘Idongo, haina vanhu kana zvipfuwo, nokuti yakaiswa mumaoko avaBhabhironi.’

Jeremia 32

Jeremia 32:40-44