Jeremia 32:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita sungano isingaperi navo: handingatongomiri pakuvaitira zvakanaka uye ndichavakurudzira kuti vanditye, kuitira kuti varege kuzotsauka kubva kwandiri.

Jeremia 32

Jeremia 32:37-44