Jeremia 32:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo ndichavaunganidza kubva kunyika dzose dzandakanga ndavadzingira pakutsamwa kwangu kukuru nehasha dzangu huru; ndichavadzosazve kunzvimbo ino ndigovagarisa zvakanaka.

Jeremia 32

Jeremia 32:27-43