Jeremia 32:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakandifuratira uye havana kunditarisa nezviso zvavo; kunyange ndakavadzidzisa ndadzidzisazve, havana kuteerera kana kutsiurika.

Jeremia 32

Jeremia 32:25-38