Jeremia 32:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva pazuva rakavakwa guta rino kusvikira zvino, guta rino rakamutsa hasha dzangu nokunditsamwisa zvikuru zvokuti ndinofanira kuribvisa pamberi pangu.

Jeremia 32

Jeremia 32:21-37