Jeremia 32:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Tarirai mavakirwo ari kuitwa mirwi yokukomba kuti vatore guta. Nokuda kwomunondo, nenzara uye denda, guta richaiswa mumaoko avaBhabhironi vari, kurirwisa. Zvamakataura zvaitika sezvamuri kuona zvino.

Jeremia 32

Jeremia 32:20-33