Jeremia 32:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makabudisa vanhu venyu veIsraeri kubva muIjipiti nezviratidzo nezvishamiso, noruoko rune simba uye noruoko rwakatambanudzwa, uye nokutyisa kukuru.

Jeremia 32

Jeremia 32:19-29