Jeremia 32:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri: Tora magwaro aya, okutengeserana ari maviri akanamwa neasina kunamwa, ugoisa muhari yevhu kuitira kuti agare kwamazuva mazhinji.

Jeremia 32

Jeremia 32:8-17