Jeremia 31:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, ndichavauyisa vachibva kunyika yokumusoro, uye ndigovaunganidza kubva kumigumo yenyika. Pakati pavo pachava namapofu nezvirema, navanamai vane pamuviri navakadzi vanorwadziwa; boka guru richadzoka kuno.

Jeremia 31

Jeremia 31:3-15