Jeremia 31:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mupata wose unorasirwa zvitunha namadota, neminda yose kusvikira kuMupata weKidhironi kumabvazuva kusvikira kukona reSuo raMabhiza, zvichava zvitsvene kuna Jehovha. Guta harichazombodzurwi kana kuparadzwazve.”

Jeremia 31

Jeremia 31:39-40