Jeremia 31:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Iyi indiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri shure kwamazuva iwayo,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichaisa murayiro wangu mundangariro dzavo, ndigounyora mumwoyo yavo. Ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.

Jeremia 31

Jeremia 31:27-34