Jeremia 31:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchadzungaira kusvikira rinhiko, iwe mhandara yokusatendeka? Jehovha achasika chinhu chitsva panyika, zvokuti mukadzi achambundikira murume.”

Jeremia 31

Jeremia 31:15-24