Jeremia 31:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachauya vachipembera nomufaro pamusoro peZioni; vachafara nokupa zvakanaka kwaJehovha, nokuda kwezviyo, newaini itsva uye mafuta, namakwayana uye nemombe. Vachafanana nebindu rakanyatsodiridzwa, uye havachazosuwizve.

Jeremia 31

Jeremia 31:7-22