Jeremia 30:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haiwa, zuva iro richatyisa seiko! hakuna richafanana naro. Ichava nguva yokutambudzika yaJakobho, asi iye achaponeswa pairi.

Jeremia 30

Jeremia 30:1-11