Jeremia 30:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva anouya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichadzosa vanhu vangu, vaIsraeri navaJudha kubva muutapwa. Uye ndichavadzosera kunyika yandakapa madzitateguru avo kuti ive yavo,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.’

Jeremia 30

Jeremia 30:1-9