Jeremia 30:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutsamwa kunotyisa kwaJehovha hakungadzoki, kusvikira apedza zvinovavarirwa nomwoyo wake. Muchanzwisisa izvozvi pamazuva anouya.

Jeremia 30

Jeremia 30:23-24