Jeremia 30:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutungamiri wavo achava mumwe wokwavo; anovabata ushe achamutswa pakati pavo. Ndichamuswededza pedyo uye iye achaswedera pedyo neni, nokuti ndianiko achazvipira kuti ave pedyo neni?’ ndizvo zvinotaura Jehovha.

Jeremia 30

Jeremia 30:14-24