Jeremia 30:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nziyo dzokuvonga nenzwi romufaro zvichabva kwavari. Ndichawedzera kuwanda kwavo, uye havangatapudzwi; ndichavavigira kukudzwa, uye havangadukupiswi,

Jeremia 30

Jeremia 30:9-20