Jeremia 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuchema kunonzwika panzvimbo dzakakwirira dzisina miti, iko kuchema nokuteterera kwavanhu veIsraeri, nokuti vakaminamisa nzira dzavo uye vakakanganwa Jehovha Mwari wavo.

Jeremia 3

Jeremia 3:20-22