Jeremia 29:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

31. “Tumira shoko iri kuvatapwa vose, uti, ‘Zvanzi naJehovha pamusoro paShemaya, muNeherami: Nokuda kwokuti Shemaya akuprofiterai, kunyange ini ndisina kumutuma, uye aita kuti mutende nhema,

32. zvanzi naJehovha: Zvirokwazvo ndicharanga Shemaya muNeherami nezvizvarwa zvake. Haangavi nomunhu achasara pakati pavanhu ava, kana kuona zvinhu zvakanaka zvandichaitira vanhu vangu, ndizvo zvinotaura Jehovha, nokuti akaparidza zvokundimukira.’ ”

Jeremia 29