Jeremia 29:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaendesa tsamba iyi noruoko rwaErasa, mwanakomana waShafani, naGemaria mwanakomana waHirikia, avo vakatumwa naZedhekia mambo waJudha kuna Mambo Nebhukadhinezari kuBhabhironi. Yaiti:

Jeremia 29

Jeremia 29:1-7